KwaunobvaDuramazwiVvhangeri

Duramazwi

vhangeri

gospel

Zvinoreva

Vhangeri rimwe remabhuku emubhaibheri akanyorwa nezveupenyu hwaJesu.

1

Vhangeri rimwe remabhuku emubhaibheri akanyorwa nezveupenyu hwaJesu.

Mufundisi munhu anoparidzira vanhu nokuvadzidzisa zvechitendero kana kuti vhangeri raMwari.

Vhangeri rimwe remabhuku emubhaibheri akanyorwa nezveupenyu hwaJesu.

Vhangeri ishoko rinenge richiparidzwa nezvaMwari.

2

Vhangeri ishoko rinenge richiparidzwa nezvaMwari.

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vhanicha

Kuvhanicha kuisa mafuta pamidziyo yomumba kuti ibwinye.

Verenga

Swipe for the next word