KwaunobvaDuramazwiDdzivaidza

Duramazwi

dzivaidza

interrupt

-kangaidza

Zvinoreva

Kudzivaidza kutadzisa umwe zvaanoda kuita uchiita ruzha, kana kumudzivirira nezvimweWO.

1

Kudzivaidza kutadzisa umwe zvaanoda kuita uchiita ruzha, kana kumudzivirira nezvimweWO.

Ndaienda kutaura asi akandidzivaidza nemibvunzo.

Kudzivaidza kutadzisa umwe zvaanoda kuita uchiita ruzha, kana kumudzivirira nezvimweWO.

Zvakafanana

-kangaidza

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dzivaira

Kudzivaira kufamba usina kwawakananga uchinge uri kutsvaka zvimwe zvinhu, asi uchitaridza kurasika mupfungwa.

Verenga

Swipe for the next word