KwaunobvaDuramazwiPpfiku

Duramazwi

pfiku

Zvinoreva

Kuti pfiku kutangisa kuchema, munhu achibuda misodzi achifemereka.

1

Akati pfikupfiku kuchema paakasvika patsaona yebhazi viii.

Kuti pfiku pfiku kuchema munhu achiita karuzha kaye kekunge ane munhikwi, kanoratidza shungu.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfiku pfiku

Kuti pfiku pfiku kuchema munhu achiita karuzha kaye kekunge ane munhikwi, kanoratidza shungu.

Verenga

Swipe for the next word