KwaunobvaDuramazwiPpfirida

Duramazwi

pfirida

Zvinoreva

Kupfirida kuzama kutevedzera munhu pane zvaanoita kana matauriro ake, asi nenzira inomudzikisa chimiro chake.

1

Kana uchipfirida munhu unenge uchitaura zvinhu zvakashata, zvinotsamwisa, uye zvisingawanzotaurwa pazere vanhu.

2

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfiripfiti

Pfiripfiti rudzi rwehohwa hwakatsvukuruka, uye rune madzinde madoko.

Verenga

Swipe for the next word