KwaunobvaDuramazwiPpfirira

Duramazwi

pfirira

Zvinoreva

Kupfirira imba kusungirira uswa pambariro nenhungo dzayo kuti zvigove denga rinodzivirira vanhu kubva kuzuva.

1

Kupfirira imba kusungirira uswa pambariro nenhungo dzayo kuti zvigove denga rinodzivirira vanhu kubva kuzuva.

Vakomana ava vaiwanzorairwa nekudzidziswa mabasa okuita akaita sokuvhima, kurima, kuveza, kupfirira dzimba nemamwe nabasa akasiyana-siyana.

Gwiro mudziyo unoshandiswa pakusvikira nzvimbo dzakakwirira nepakupfirira dzimba.

Hasha rumuti rutete, runotepfa, runoshandiswa pakupfirira imba youswa.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfiti

Pfiti munhu anokuvadza vamwe achishandisa mishonga.

Verenga

Swipe for the next word