Duramazwi
Zvinoreva
Kusukuta.
1
Kusukuta.
Kugwinha-gwinha kupfiza-pfiza muviri kwemunhu, sezvinoita uya abatwa nepfari.
Kupfiza kutauta nokutwasanura nhengo dzomuviri kunoita munhu kana mhuka inenge yofa.
Kubhubha kupfiza kunoita chinhu chava kufa.
2
Kupfiza kutauta nokutwasanura nhengo dzomuviri kunoita munhu kana mhuka inenge yofa.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pfizi
Pfizi mweya unonhuwa unobuda nekumashure kwemunhu.
VerengaSwipe for the next word