Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu akati pfizu anenge achiita semunhu afa, zvikuru mumashure mokuita tsaona nekukuvara, kana kuti aona zvinhu zvinovhundutsa.
1

Kana munhu ati pfizu anenge anyatsoguta mushure mokudya.

2

Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pfizudza
Kana uchipfizudza munhu unenge uchiita kuti arare semunhu akafa. Dhokotera akapfizudza mukomana weoparesheni nemapiritsi okurarisa.
VerengaSwipe for the next word