Duramazwi
Zvinoreva
Kuti pfo kurova munhu kumeso nechibhakera.
1

Ee, vamwe vakangoti muromo mumhuno pfo-o.
Kuti pfo pfo pfo kupombera mweya mutaira nepombi inopomba zvikuru.
Kuti pfo kurova munhu kumeso nechibhakera.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pfo pfo pfo
Kuti pfo pfo pfo kupombera mweya mutaira nepombi inopomba zvikuru.
VerengaSwipe for the next word