Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu apfizuka anenge oita seafa, apera simba, asisapfakanyiki.
1

Kupfizuka kuvhunduka nokusimuka kana kuuruka panguva imwe chete kungaitwa nemhuka.

2

Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pfo
Kuti pfo kurova munhu kumeso nechibhakera.
VerengaSwipe for the next word