KwaunobvaDuramazwiGgupa

Duramazwi · zita

gupa

chikwekwechinyamadarifurambwachingotswechishambwe

Zvinoreva

Kugupa kupfira mate akawanda.

Gupa chimbuyu chinoruma mhuka, kunyanya mombe, choisveta ropa chakabatirira paganda.

1

Mugupa muti une minzwa, unobereka tumichero tudikidiki tunodyiwa, une mashizha anodiyiwa nembudzi.

2

3

Gupa kamuchero kadikidiki kanenge kari girini kasati

Zvakafanana

chikwekwe · chinyamadari · furambwa · chingotswe · chishambwe

Mamwe mazwi ane G

G

Swipe for the next word