KwaunobvaDuramazwiGgupuro

Duramazwi · zita

gupuro

alimony

gumururoturomherekedzo

Zvinoreva

Gupuro imari kana kanhu kanobviswa nomurume kutaridza kuti haachadi mukadzi wake, kuti anotaridza vekumusha kwake kuti arambwa.

1

Murume akapa mukadzi wake gupuro paakamuramba.

Gupuro imari kana kanhu kanobviswa nomurume kutaridza kuti haachadi mukadzi wake, kuti anotaridza vekumusha kwake kuti arambwa.

Zvakafanana

gumururo · turo · mherekedzo

Mamwe mazwi ane G

G

Swipe for the next word