Duramazwi · zita
gura
moor
Duramazwi · zita
moor
Gura inzvimbo isina kurimwa, inoshandiswa seufuro hwemombe.
Gura isora rinoita tumaruva tuchena rinobuda mumakura.
Kana mutongi ava kugura nyaya iri kutongwa, anenge ava kuipendera achitaura zvawanikwa nedare.
Kana munhu achiti agura anenge achireva kuti apfidza, haachazopamhizve zvaambenge achisiita.

Gura ipwa iyoyo kuita nhengo dzamunokwanirana mose.
Chingogura-gura nyaya yako tichienda, shamwari.
Gura ibani rinofura zvipfuyo.
Muchirimo mombe dzinoswera mugura.
Gura isora rinoita tumaruva tuchena rinobuda mumakura.
Gura ipwa iyoyo kuita nhengo dzamunokwanirana mose.
Chingogura-gura nyaya yako tichienda, shamwari.
Kana imbwa ichiti wa wa wa inenge ichiita weti ichiita zvokuigura-gura.
Kana mutongi ava kugura nyaya iri kutongwa, anenge ava kuipendera achitaura zvawanikwa nedare.
Ndakagura ipwa kuti dzikwane musaga.
Kana imbwa ichiti wa wa wa inenge ichiita weti ichiita zvokuigura-gura.
Kugura-gura nyaya kungoitaura nechidimbu, kuitira kuti usapedza nguva yakarebesa uchingotaura.
Kana munhu achiti agura anenge achireva kuti apfidza, haachazopamhizve zvaambenge achisiita.
Kugura-gura nyaya kungoitaura nechidimbu, kuitira kuti usapedza nguva yakarebesa uchingotaura.
Gura inzvimbo isina kurimwa, inoshandiswa seufuro hwemombe.
Gura isora rinoita tumaruva tuchena rinobuda mumakura.
hwuhwo · gonzo · ngwingwinha
Duramazwi
01 / 03gura-gura
Kugura-gura nyaya kungoitaura nechidimbu, kuitira kuti usapedza nguva yakarebesa uchingotaura.
VerengaSwipe for the next word