Duramazwi
Zvinoreva
Kugura nyaya kupedzisa kana kuvhara hurukuro nemashoko okupedzisira.
1
Kugura nyaya kupedzisa kana kuvhara hurukuro nemashoko okupedzisira.
Chingogura-gura nyaya yako tichienda, shamwari.
Kugura-gura nyaya kungoitaura nechidimbu, kuitira kuti usapedza nguva yakarebesa uchingotaura.
2
Kugura nyaya kupa mutongo padare.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03guramatunhu
Guramatunhu munhu anofamba chaizvo, asingagari panzvimbo imwe chete.
VerengaSwipe for the next word