KwaunobvaDuramazwiGgurira

Duramazwi

gurira

-guridzira-dimbu-rira-gurisira

Zvinoreva

Kugurira munhu chinhu kumudimburira chinhu chaunenge uinacho, uchimupawo chimwe chidimbu.

1

Kugurira munhu chinhu kumudimburira chinhu chaunenge uinacho, uchimupawo chimwe chidimbu.

Chirungurira chirwere, ukanyara unofa nacho.

Munhu anogona kumovera zidimbu rechokudya kana asingadi kugurira vamwe.

2

Kugurira kutora nzira inodimbudzira kwaunoenda kuti mufambo upfupike.

Kana tichienda kudhibhi muchirimo tinogurira nomuminda.

Zvakafanana

-guridzira · -dimbu-rira · -gurisira

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gurisira

Kugurisira kutora nzira pfupi kuenda kunhu.

Verenga

Swipe for the next word