Duramazwi
gurika
-gu-ka-dimbuka
Duramazwi
Kugurika kutyoka kwechinhu, kazhinji chakaoma.
Kugurika kutyoka kwechinhu, kazhinji chakaoma.
Simbi yakagurika napakati.
Kuti dambu kugurika kunoita zvinhu zvakaita setambo kana zvadhonzwa zvakanyanya.
Kana chinhu chichiti pipfu chinenge chichigurika chichiita mapandi.
-gu-ka · -dimbuka
Duramazwi
01 / 03gurikanya
Kana chinhu chikanzi chagurikanya chinenge chadimbuka nepanzvimbo dzakawanda zvokusara chava muzvidimbu zvidiki zvakawanda.
VerengaSwipe for the next word