KwaunobvaDuramazwiGguri

Duramazwi · zita

guri

gonotibungushukushudenhe-ngogurinhwa

Zvinoreva

Guri ndechinosara kana chibage chabviswa mhunze.

1

Guri ndechinosara kana chibage chabviswa mhunze.

Guri ndechinosara kana chibage chabviswa mhunze.

Kana muguri wechibage wasvodogoka pazhonje, unenge wabva pachisara mashizha awo.

Kuti svudugu kufurura nokumenya muguri wechibage kubva pana amai vacho nokukasika.

Zvakafanana

gonoti · bungu · shukushu · denhe-ngo · gurinhwa

Mamwe mazwi ane G

G

Swipe for the next word