Duramazwi
gunzva
-gumha-gunha
Duramazwi
Kugunzva chinhu kana kungochibata zvishomanani. _Ndakagunzva gavakava ndikaswerovaviwa_.
Kugunzva chinhu kana kungochibata zvishomanani. _Ndakagunzva gavakava ndikaswerovaviwa_.
Kudzimbira munhu kumubata kana kumugunzva chironda chake, zvinoita kuti arwadziwe.
Kukwarakwata kuvava chaizvo kunoita muviri sezvinoitika kana munhu agunzva hoshwa.
Kutenyama kugara zvitsitsinho zveshoka dzako, magaro asina kugunzva pasi.
-gumha · -gunha
Duramazwi
01 / 03gupa
Kugupa kupfira mate akawanda.
VerengaSwipe for the next word