Duramazwi
nzvenzvera
involve
Duramazwi
involve
Kunanavira kwechinhu chichindogunzva chimwe.
Kunanavira kwechinhu chichindogunzva chimwe.
Chikukwa igonye rine mambava ane unye, zvokuti ukarinzvenzvera ganda rinoswinya.
Kunzvenzvera kugumha munhu zvishomashoma uye zvinyoronyoro.
Ini hangu handifarire katsi, zvokuti ikandinzvenzvera mumakumbo ndinobva ndanzwa kuda kumerera.
Kunzvenzvera kurerekera kunoita mashoko kana nyaya kune zvimwe zvisina kudurwa.
Ndezvipi zvinonzvenzvera rungano urwu muupenyu?
Kana muti uina matavi anonzvezvera pasi, anenge achipagumha zvinyoronyoro.
Duramazwi
01 / 03nzvera
Kunzvera kuongorora zvinhu zvakadzama.
VerengaSwipe for the next word