Duramazwi
Zvinoreva
Kana mhuka ichinzi inzwere inenge ichangozvara mhuru.
1
Kana mhuka ichinzi inzwere inenge ichangozvara mhuru.
Berenzvere munhu anonyanyisa kufarira kudya, kufananidzwa nebere rinenge richitsvakira vana chikafu uye ruchiitira kuti rigosisa mukaka.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nzvero
Nzvero kusanganisa kana kuita zvinhu zvakasiyana-siyana uchida kuona kuti chii chinozobuda kana kuitika.
VerengaSwipe for the next word