KwaunobvaDuramazwiGgwiza

Duramazwi · zita

gwiza

bambamukotahanganwa

Zvinoreva

Kugwiza kupukuta kana kupukutira mushonga panhengo yomuviri.

Gwiza imhashu huru ine mapapiro matsvuku mukati, inowanikwa munguva yezhizha.

1

N'anga yakagwiza mushonga painge patemwa nyora.

Gwiza imhashu huru ine mapapiro matsvuku mukati, inowanikwa munguva yezhizha.

Taidada nemukoma wedu aiva chamangwiza pazvibhakera.

2

Kana ukagwiza mumwe unenge wamubata zvishomanene, ndokubva womuregedza.

3

Gwiza imhashu huru ine mapapiro matsvuku mukati, inowanikwa munguva yezhizha.

Gwiza imhashu huru ine mapapiro matsvuku mukati, inowanikwa munguva yezhizha.

Taidada nemukoma wedu aiva chamangwiza pazvibhakera.

Nzvimbo inomera matungwiza hainayi mvura yakawanda.

Zvakafanana

bambamukota

Zvine chekuita

hanganwa

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gwizo

Gwizo kapuka kanogara mumwena, kanozvara mwana mumwe chete.

Verenga

Swipe for the next word