KwaunobvaDuramazwiGgunha

Duramazwi

gunha

-gunzva-ngunduma

Zvinoreva

Rukunha.

Kudenha kana kutanga.

1

Rukunha.

Kugunha kuitira mumwe munhu zvisingamufadzi, zvichigumisira mukutukana kana kuti mava kurwa.

Kugunha kukweshera pachimwe chinhu. Usagunha madziro asati aoma.

Kugunha kutinhira kunoitika kana mvura yoda kunaya.

2

3

4

5

Kugunha kudinhura chiteyo.

6

Kugunha kutinhira kunoitika kana mvura yoda kunaya.

7

Kugunha kurovera pachinhu chakanyorovera.

Zvakafanana

-gunzva · -ngunduma

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gunhira

Kana muti uchigunhira unenge uchitanga kuita mashizha matsva.

Verenga

Swipe for the next word