KwaunobvaDuramazwiGgungwa

Duramazwi · zita

gungwa

ocean · sea · lake; sea

Zvinoreva

Gungwa inzvimbo huru ine mvura yakawanda, munova ndimo munodirana mvura zhinji i-

1

Gungwa inzvimbo huru ine mvura yakawanda, munova ndimo munodirana mvura zhinji i-

Uku kumucheto kwerwizi, dziva kana gungwa.

Gakanje rinofamba norutivi mumvura yegungwa.

Rwizi mukana unoerera nawo nemvura kubva kwa-yanaya yava kuenda kugungwa.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gungwe

Rumwe rudzi rwebundo.

Verenga

Swipe for the next word