KwaunobvaDuramazwiNnyanza

Duramazwi · zita

nyanza

lake · lake; sea

Zvinoreva

Nyanza inzvimbo yakakura inongoenda-enda, inowanikwa mvura yakawanda nokuti ndimo munodira nzizi dzose. Nyika dzeAfrica nedzeAmerika dzakapara-dzaniswa nenyanza huru.

1

Nyanza inzvimbo yakakura inongoenda-enda, inowanikwa mvura yakawanda nokuti ndimo munodira nzizi dzose. Nyika dzeAfrica nedzeAmerika dzakapara-dzaniswa nenyanza huru.

Mvura madonwe akanaya kare akaungana akawanda kuita dziva, rwizi kana nyanza.

Furadhi kufashuka kunoita rwizi kana nyanza mushure mekuzarisa.

Nzvimbo inovakirwa pedyo ne nyanza (shores/banks).

Zvakafanana

gungwa

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word