Duramazwi · zita
Zvinoreva
Guni kamuti kanosara kana mashizha efodya abviswa kana kuti muriwo wapururwa.
Guni munhuwi unobuda pasadza richiri kupisa kana ranga risina kutsva zvakanaka richiri pamwoto, kazhinji nokuda koutsi hwakawandisa. Sadza iri ratsva guni. _Bikai rimwe_.

Kana mutakura kana chimwe chibikwa chichinzi chatsva guni chinenge chisina kunyatsoibva uye chichinhuhwa chiutsi.

Zvakafanana
Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gunja
Izwi remuchinda ruzivo.
VerengaSwipe for the next word