KwaunobvaDuramazwiNnzvengesa

Duramazwi

nzvengesa

Zvinoreva

Kunzvengesa chinhu kuchitizisa kuti chisaonekwe.

1

Kunzvengesa chinhu kuchitizisa kuti chisaonekwe.

Kubvemberedza kunzvengesa munhu kana chinhu kuti chisaonekwa kana kubatwa.

Pakutamba nhabvu, kunyunya kunzvengesa bhora zvakanyanya kubva kune vauri kutamba navo.

Kana mutambi webhora akatsvaira vamwe anenge agona kuvanzvengesa vose.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nzvenzvana

Nzvenzvana mwana wemhuka yakaita sekamba, ngwena, nyoka kana dzvinyu.

Verenga

Swipe for the next word