Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achinzvenga nyaya anenge achivharidzira zvaanenge achibvunzwa nokuti anenge asingadi kuti zvibude pachena.
1
Kana munhu achinzvenga nyaya anenge achivharidzira zvaanenge achibvunzwa nokuti anenge asingadi kuti zvibude pachena.
Uyu munhu anotaura zvinhu zvisina kunyatsotwasanuka, zvekunzvenga-nzvenga nyaya, zvisinganyatsoburitsa chokwadi pachena.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nzvengana
Kana muchinzvengana pakutaura munenge muchishandisa madimikira kuti nyaya yakarema ireruke.
VerengaSwipe for the next word