Duramazwi02 / 03nzvenga nyayaKana munhu achinzvenga nyaya anenge achivharidzira zvaanenge achibvunzwa nokuti anenge asingadi kuti zvibude pachena.Verenga→
Duramazwi03 / 03nzvenganaKana muchinzvengana pakutaura munenge muchishandisa madimikira kuti nyaya yakarema ireruke.Verenga→