Duramazwi
Zvinoreva
Kuti nzve-e kupfuura kwechinhu chakaita semunhu kana mhuka nekukasira pane imwe nzvimbo.
1

Kuti nzve-e kuenda nepadivi kuti usaonekwe, kana kubatwa, kana kuitwa zvimwewo neanenge achida kukudaro.
2

Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nzveka nzveka
Kana munhu mutete achiti nzveka nzveka anenge achirwara, achifamba sekunonzi anoda kutorwa nemhepo.
VerengaSwipe for the next word