Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu akati nzve anenge abva panzvimbo chinyararire asi kwenguva diki.
Kuti nzve kurerekera rutivi kuti chibhakera, chombo kana chimwewo chinhu chisarova kana kugunzva muviri wako.

Kuti nzve-e kupfuura kwechinhu chakaita semunhu kana mhuka nekukasira pane imwe nzvimbo.
Kuti nzve-e kuenda nepadivi kuti usaonekwe, kana kubatwa, kana kuitwa zvimwewo neanenge achida kukudaro.

Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nzve-e
Kuti nzve-e kupfuura kwechinhu chakaita semunhu kana mhuka nekukasira pane imwe nzvimbo.
VerengaSwipe for the next word