KwaunobvaDuramazwiNnyeruka

Duramazwi

nyeruka

-ziza-nyamara-nyangarika

Zvinoreva

Kunyeruka kubva panzvimbo vanhu vanenge varipo vakavarairwa.

1

Kunyeruka kubva panzvimbo vanhu vanenge varipo vakavarairwa.

Mbavha yatakanga tabata yakanyeruka patakanga tonakidzwa nenyaya.

Kunyeruka kubva panzvimbo vanhu vanenge varipo vakavarairwa.

Zvakafanana

-ziza · -nyamara · -nyangarika

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyerure

Nyerure ishiri yakakura zviri pakati nepakati ine manyerekete machena nematema.

Verenga

Swipe for the next word