KwaunobvaDuramazwiNnyerere

Duramazwi

nyerere

Zvinoreva

Kuti nyerere kuva nezvinhu zvakawanda, zvokuti mumwe nemumwe anenge agere pake aine chake.

Kana munhu achinzi anyerere anenge asingaiti kana karuzha uye anenge asingabudisi mazwi kubva mumuromo.

1

Musi wemuchato zvinwiwa zvakanga zvakati nyerere.

2

Ndasiya mwana anyerere asingachemi, asi anga achingoshanyarika-shanyarika.

Musi wemuchato zvinwiwa zvakanga zvakati nyerere.

Kuti nyerere kuva nezvinhu zvakawanda, zvokuti mumwe nemumwe anenge agere pake aine chake.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyeru

Kuti nyeru kubva panzvimbo nekukurumidza usingaonekwi.

Verenga

Swipe for the next word