Duramazwi
pukunyuka
-pokonyoka
Duramazwi
Kana munhu akapukunyuka panyodzi anenge asinaa kuzowirwa netsaona yanga ichifanira kumuwira.

Kana munhu akanzi _kwi_ anenge abatwa zvokuti haakwanisi kupukunyuka.
Kana munhu akapukunyuka panyodzi anenge asinaa kuzowirwa netsaona yanga ichifanira kumuwira.
Kubuda murutsva kupukunyuka kubva mumatambudziko makuru kwazvo.
-pokonyoka
Duramazwi
01 / 03pukunyura
Kana munhu akapukunyura paanenge akabatwa anenge azvizunza nesimba kuti aregedzwe.
VerengaSwipe for the next word