KwaunobvaDuramazwiPpukunyura

Duramazwi

pukunyura

Zvinoreva

Kana munhu akapukunyura paanenge akabatwa anenge azvizunza nesimba kuti aregedzwe.

1

Akanditi mba maoko ndikatadza kupukunyura.

Kana munhu akapukunyura paanenge akabatwa anenge azvizunza nesimba kuti aregedzwe.

Kuti tsubvunu kupukunyura nokuzvisunungura pawanga wakabatwa kana kusungwa.

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word