KwaunobvaDuramazwiPpuma

Duramazwi · zita

puma

-buda

Zvinoreva

(rupawo) Puma imhando yegumbeze rakapfava.

Kupuma kucheneruka kwemucheka pamusana pokunyanya kuwachwa kana kugarisa.

1

Ndofunga aive asingatode kuti vaone chiso chake sezvo aive akatopfeka necap yeblack yaive yakaiswa label yepuma.

2

(rupawo) Puma rudzi rwemota hombe yemasoja.

3

Kupuma kucheneruka kwemucheka pamusana pokunyanya kuwachwa kana kugarisa.

Ndofunga aive asingatode kuti vaone chiso chake sezvo aive akatopfeka necap yeblack yaive yakaiswa label yepuma.

Kupuma kucheneruka kwemucheka pamusana pokunyanya kuwachwa kana kugarisa.

Zvakafanana

-buda

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pumbuzika

Kupumbuzika kufamba munhu asiri kuona kwaari kuenda sezvingaita vanenge vachifamba murima.

Verenga

Swipe for the next word