KwaunobvaDuramazwiPpudzunyura

Duramazwi

pudzunyura

Zvinoreva

Kana ukapudzunyura pawambenge wakabatwa kana kusungwa unenge wabvisa nechisimba. Paakangopudzunyura ruoko rwange rwakabatwa akabva angotiza.

1

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pufu

Kuti pufu kubaya chinhu chakatefeteka, chawabayisa nacho chichibva chanyuramo.

Verenga

Swipe for the next word