Duramazwi02 / 03pudzunyuraKana ukapudzunyura pawambenge wakabatwa kana kusungwa unenge wabvisa nechisimba. Paakangopudzunyura ruoko rwange rwakabatwa akabva angotiza.Verenga→
Duramazwi03 / 03pufuKuti pufu kubaya chinhu chakatefeteka, chawabayisa nacho chichibva chanyuramo.Verenga→