Duramazwi
Zvinoreva
Kana chinhu chinorema chikatsukunyuka chinenge chasundwa kana kubviswa kubva pachanga chiri.
1

Kana chinhu changa chakabatirira pamwe nesimba chikatsukunyuka chinenge charegedzeka.
Uku kusungwa kunoitwa munhu makumbo nemaoko, zvekuti anenge asisagone kana kutsukunyuka.
Kana chinhu chinorema chikatsukunyuka chinenge chasundwa kana kubviswa kubva pachanga chiri.
2
Kana chinhu changa chakabatirira pamwe nesimba chikatsukunyuka chinenge charegedzeka.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tsukupinya
Tsukupinya mutambo unoitwa nevana wekumira nemusoro.
VerengaSwipe for the next word