Duramazwi
poya
elude
Duramazwi
elude
Kupoya kubuda kana kutiza nepamwe pasiri pamusiwo. Mbavha payakanzwa vanhu kutaura, yakabva yangoti dhugu kupoya nepahwindo.
Kupoya kubuda kana kutiza nepamwe pasiri pamusiwo. Mbavha payakanzwa vanhu kutaura, yakabva yangoti dhugu kupoya nepahwindo.
Kudhuga kubuda pamwe panhu nokukasika, sezvinoita mbeva dziri kucherwa dzava kupoya nokumbudo.
Kana munhu akamhanya achiti kuno nokoko anenge ava kutizira kose kose, kazhinji achitsvaka po- kupoya napo asi achipashaya.
Kupoya kubuda kana kutiza nepamwe pasiri pamusiwo. Mbavha payakanzwa vanhu kutaura, yakabva yangoti dhugu kupoya nepahwindo.
Kana mombe dzapoya dzinenge dzapwanya dzikabuda mudanga madzanga dzakapfigirwa.
Kana munhu apoya danga anenge arasa gwara oita maitiro anosiyana nevamwe vechikwata chake.
fotyoka · -paza · -dhuka
Duramazwi
01 / 03poyera
Kupoyera kubuda munzira kana kuti kupotsa nzira uchimborasika sezvinoita munhu akadhakwa.
VerengaSwipe for the next word