Duramazwi
Zvinoreva
Vanhu vezuro panguva yerusununguko ruzivo (the people/masses).
Kana munhu akati mhere povo anenge atanga kuchema zvine ruzha rukuru. Pakasvika shoko rerufu, mhere yakabva yanzi povo nyika ikadidimuka yondobata maoko.
1

Madzimai achibva atizve povo kuwedzera mhere yorufu.
2

Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03poya
elude
VerengaSwipe for the next word