Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chikwekwe chirwere chembudzi chinoita kuti dzisvuuke dzichibva mambava.
Chikwekwe kapukanana kanobatirira pamhuka kachinwa ropa rayo.

Kana munhu achinzi chikwekwe anenge achingoti akasangana nomunhu waanoziva haachisiyani naye, ongomutevera kwese kwaanoenda.

Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chikwengo
Chiparo.
VerengaSwipe for the next word