Duramazwi01 / 03chikwenguChikwengu mukombe wedoro wokupedzisira unopiwa munhu kutaridza kuti doro racho rapera.Verenga→
Duramazwi02 / 03chikwenziChikwenzi kamuti kapfupi kanowanzomera pamwe chete nezvimwe zvakawanda.Verenga→
Duramazwi03 / 03chikwepaChikwepa chivezwa chedanda rakaururwa mukati, munotsokerwa fodya kana munhu ava kuda kuiputa.Verenga→