Duramazwi
Zvinoreva
Chikwepa chivezwa chedanda rakaururwa mukati, munotsokerwa fodya kana munhu ava kuda kuiputa.
1
Chikwepa chivezwa chedanda rakaururwa mukati, munotsokerwa fodya kana munhu ava kuda kuiputa.
Chikwepa chivezwa chedanda rakaururwa mukati, munotsokerwa fodya kana munhu ava kuda kuiputa.
Vamwe vanoputa fodya yemidzanga, vamwe yechikwepa, vamwewo yomumhino.
Ndundu ifodya yemudzanga kana kuti yechikwepa, inoputwa munhu achikweva hutsi.
Zvakafanana
ngidhi · ndudu · paipi
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chikwera
Chikwera indima yokusakura inopiwa munhu kuti kana angoipedza otokotoka.
VerengaSwipe for the next word