KwaunobvaDuramazwiCchikwereti

Duramazwi · zita

chikwereti

credit · creditor · debt · indebted · indebtedness · loan · credit; debt; loan

mungava

Zvinoreva

Chikwereti imari kana chimwe chinhu chinopiwa munhu kuti ambofana kushandisa asi achizodzosera mushure menguva inenge yatenderanwa.

1

Chikwereti imari kana chimwe chinhu chinopiwa munhu kuti ambofana kushandisa asi achizodzosera mushure menguva inenge yatenderanwa.

Kureva chikwereti kumurombo kunema Mwari.

Chibatiso chinhu chaunotsidza kuzopa munhu kana uchinge watadza kubhadhara chikwereti.

Kupeya kubhadhara mari kana watenga chinhu kana kuti uchibvisa chikwereti.

Zvakafanana

mungava

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word