Duramazwi
Zvinoreva
Kusvinuka kugan'a kana kuita zvimwe zvinhu zvisina kururama.
1

Kana munhu akasvinuka anenge akangwarisa, kazhinji achiita zvinhu zvinonyadza kana kusvota vaanenge anavo.
2

Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03svinura
Kana wakasvinura unenge wakavhura maziso ako, usina kurara.
VerengaSwipe for the next word