KwaunobvaDuramazwiSsvira

Duramazwi

svira

-isa-vata-kwira

Zvinoreva

Kana munhurume achisvira mukadzi, anenge akarara naye pabonde.

1

Kana munhurume achisvira mukadzi, anenge akarara naye pabonde.

Vana vekumba kwedu vanofarira kudya rwatsvira kana usavi hwapakurwa.

Rwatsvira rukoko rwedovi runosara pasi pehari yarabikirwa, runokwengwa nevanoda vachidya zvavo.

Kana munhurume achisvira mukadzi, anenge akarara naye pabonde.

Zvakafanana

-isa · -vata · -kwira

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

svisa

Kusvisa kuvanza ruzivo kana chimwe chinhu chaunoziva.

Verenga

Swipe for the next word