Duramazwi · zita
Zvinoreva
Dzenga munhu anoita zvisingadiwi nevamwe, uye zvine unhubu mukati, asi iye asina basa nazvo.
Dzenga muti une gwati rakakwasharara, unowanikwa pamahombekombe enzizi nemunzvimbo dzine uswa.

Udzenga hwake ndihwo hwakaita kuti arove amai.
Dzenga munhu akapusa.

Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dzengedzeka
Kana munhu achidzengedzeka anenge achifamba achida kuwa.
VerengaSwipe for the next word