Kwaunobva/Duramazwi/M/mbandika
Duramazwi
Kumbandidzira.
Kana panhu pakati mani mani panenge pasina kunyatsosununguka, pakambandika.
mbanga
Mbanga inhava yakakoswa nemakavi.
mbangaradzo
Mbangaradzo mushonga unopiwa masoja kuti ashinge pakurwa hondo.
mbango
Mbango ibwe rinoshandiswa kuvanga guyo kuti rinyatsokuya.
Swipe for the next word