KwaunobvaDuramazwiTtsunya

Zvinoreva

Kutsunya kudzvinyirira ganda zvinorwadza, uchishandisa zvigunwe kana nzara.

Tsunya karuzha kanoridzwa nemunhu achitaridza kutsamwa, kushora kana kunzwira tsitsi.

1

Kuti mbitu kutsunya kana kukweva nzeve yomunhu senzira yokumutsiura pane zvaanenge atadza.

2

Tsunya karuzha kanoridzwa nemunhu achitaridza kutsamwa, kushora kana kunzwira tsitsi.

Tsunya karuzha kanoridzwa nemunhu achitaridza kutsamwa, kushora kana kunzwira tsitsi.

Kukakabvura ganda kurimara kana kuritsunya kana kuribvarura nenzwara.

Kutsunya mbada nenzara kudenha zvinhu zvausingakwanisi kuzokunda.

Zvakafanana

tsamwa

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsunyira

Kutsunyira kutora zvinhu uchiita zvishoma zvishoma uchida kuti uchengetedze zvisapera.

Verenga

Swipe for the next word