Duramazwi
Zvinoreva
Mhuka yesango ine nzeve hombe (rabbit/shuro).
1
Mhuka yesango ine nzeve hombe (rabbit/shuro).
Patakanzwa madzimai okwetsura mhere takabva taziva kuti mutumbi wasvika.
Mwana paakaona nyama yake ichidyiwa nembwa akabva angotetsura mhere.
Kana munhu akanzi akatetsura vana anenge akabereka vakawanda panguva shoma shoma.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tsuramira
Kutsuramira kunwa wakaisa muromo mukati mechaunge uchimwira.
VerengaSwipe for the next word