KwaunobvaDuramazwiTtsunirira

Duramazwi

tsunirira

-kungudzanyunha

Zvinoreva

Kana munhu akupa zvinhu achiita zvekutsunirira anenge akupa zvishomanana asi ipo paine zvakawanda.

1

Zvakafanana

-kungudza · nyunha

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsunungurira

Kana uchitsunungurira unenge uchidya uchiita zvishoma zvishoma kuitira kuti zvauri kudya zvisakasika kupera.

Verenga

Swipe for the next word